Vaefeso 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

rangarirai kuti panguva iyoyo makanga makaparadzaniswa naKristu, musingaverengwi muzvizvarwa zveIsraeri uye muri vatorwa musungano dzechipikirwa, musina tariro uye musina Mwari munyika.

Vaefeso 2

Vaefeso 2:11-20