Vaefeso 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akazivisa kwatiri chakavanzika chokuda kwake, maererano nomufaro wake wakanaka, waakafunga muna Kristu, kuti kuitwe pakukwana kwenguva,

Vaefeso 1

Vaefeso 1:4-17