Vaefeso 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoramba ndichikumbira kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mweya wouchenjeri nokuzarurirwa, kuitira kuti mumuzive zviri nani.

Vaefeso 1

Vaefeso 1:11-20