Tito 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi unzvenge mibvunzo youpenzi nenhoroondo dzamazita amadzitateguru, negakava nokukakavara pamusoro pomurayiro, nokuti izvi hazvina maturo uye hazvibatsiri.

Tito 3

Tito 3:1-15