Tito 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vedu vanofanira kudzidza kuzvipira kuita zvakanaka, kuitira kuti vagone kutibatsira pazvinhu zvinodiwa mazuva ose uye kuti vasararama upenyu husina zvibereko.

Tito 3

Tito 3:13-15