Tito 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandichatuma Atema kana Tikiko kwauri, edza napaunogona napo pose kuti uuye kwandiri paNikopori, nokuti ndichagarako panguva yechando.

Tito 3

Tito 3:11-15