Tito 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye nokutaura kwakarurama kusingagoni kushorwa, kuitira kuti vaya vanokupikisa vanyadziswe nokuti havana chinhu chavangareva pamusoro pedu.

Tito 2

Tito 2:1-15