Tito 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saizvozvowo, dzidzisa vakadzi vakuru kuti vave nomufambiro wakafanira, vasingacheri, kana kuda waini zhinji, asi kuti vadzidzise zvakanaka.

Tito 2

Tito 2:1-7