Tito 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanoti vanoziva Mwari, asi vanomuramba namabasa avo. Vanonyangadza, havateereri uye havana kufanirwa nokuita chinhu chakanaka.

Tito 1

Tito 1:15-16