Tito 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanofanira kunyaradzwa miromo yavo, nokuti vari kuparadza mhuri dzizere vachidzidzisa zvinhu zvavasingafaniri kudzidzisa, uye vachizviita kuti vawane pfuma yakaipa.

Tito 1

Tito 1:2-16