Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngatimukirei kuminda yemizambiringa tindoona kana mizambiringa yakabukira, uye kana maruva awo azaruka, uye kana mitamba yatumbuka yava namaruva, ikoko ndiko kwandichakupa rudo rwangu.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7:6-13