Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi njiva yangu, iye akakwana wangu, ndiwe mumwe oga, mwanasikana mumwe oga wamai vake, iye woga anodikanwa naiye akamubereka. Mhandara dzakamuona dzikamuti akaropafadzwa. Vanamambokadzi navarongo vakamurumbidza.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 6

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 6:1-12