Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndauya zvangu mubindu rangu, hanzvadzi yangu, iwe mwenga wangu; ndaunganidza mura yangu pamwe chete nezvinonhuwira zvangu. Ndadya zinga rangu rouchi nouchi hwangu; ndanwa waini yangu nomukaka wangu.Idyai, imi shamwari, uye munwe;Inwai mugute, imi vadiwa.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:1-5