Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichingopfuudzana navo ndakabva ndamuwana, iye anodiwa nomwoyo wangu. Ndakamubata ndikasamuregedza kusvikira ndaenda naye kumba kwamai vangu, kuimba yaavo vakandibereka.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3:1-8