Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichasimuka zvino ndinofamba-famba muguta, mumigwagwa yaro nomuzvivara zvaro; ndichatsvaka iye anodiwa nomwoyo wangu. Saka ndakamutsvaka asi handina kumuwana.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3:1-7