Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Somuti womuapuro pakati pemiti yesango, ndizvo zvawakaita mudiwa wangu pakati pamajaya. Ndinofarira kugara mumumvuri wake, uye muchero wake unondinakira kuudya.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:1-10