Rute 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhoazi akati apedza kudya nokunwa uye mwoyo wake wafara, akaenda akandorara kumuchetocheto kwomurwi wezviyo. Rute akaswedera kwaari chinyararire, akafukura tsoka dzake akarara pasi.

Rute 3

Rute 3:2-9