Rute 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chigara hako usiku huno, uye mangwanani kana achida kudzikinura, zvakanaka, ngaadzikinure hake. Asi kana asingadi, naJehovha mupenyu ini ndichazviita. Chivata pano kusvikira mangwanani.”

Rute 3

Rute 3:5-18