Rute 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa, mwanasikana wangu. Usaenda kunonongera uri kuno mumwe munda uye usaenda kure uchibva pano. Gara pano navashandi vangu vechisikana ava.

Rute 2

Rute 2:4-9