Rute 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akaenda kuminda akatanga kunongera ari muminda achitevera shure kwavacheki. Zvakaitika ndezvokuti akabva angoenda kundoshanda mumunda waBhoazi, uyo aibva kuimba yaErimereki.

Rute 2

Rute 2:1-10