Rute 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rute akati, “Regai ndirambe ndichiwana nyasha pamberi penyu, ishe wangu. Mandinyaradza uye mataura netsitsi kumurandakadzi wenyu kunyange ndisina kufanana navamwe varandakadzi venyu.”

Rute 2

Rute 2:3-20