Rute 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhoazi akapindura achiti, “Ndakaudzwa pamusoro pezvose zvawakaitira vamwene vako kubva pakufa kwomurume wako, uye kuti wakasiya sei baba vako namai vako uye nenyika yokwako ukauya kuzogara navanhu vawakanga usingazivi.

Rute 2

Rute 2:8-18