Rute 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaenda ndakazara, asi Jehovha akandidzosa ndisina chinhu. Seiko muchinditi Naomi? Jehovha akandirwadzisa; Wamasimba Ose akauyisa rushambwa pamusoro pangu.”

Rute 1

Rute 1:20-22