Ruka 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Herodhi mubati akanzwa pamusoro pezvose zvakanga zvichiitika. Akakanganisika, nokuti vamwe vakanga vachiti Johani akanga amutswa kubva kuvakafa,

Ruka 9

Ruka 9:5-9