Ruka 9:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Makava ane mwena yawo uye shiri dzedenga dzine matendere adzo, asi Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.”

Ruka 9

Ruka 9:50-59