Ruka 9:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kwavari, “Ani naani anogamuchira mwana muduku uyu muzita rangu anondigamuchira; uye ani naani anondigamuchira, anogamuchira uyo akandituma. Nokuti muduku pakati penyu mose ndiye mukuru.”

Ruka 9

Ruka 9:47-57