Ruka 9:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi havana kunzwisisa kuti zvairevei. Zvakanga zvakavanzika kwavari, naizvozvo havana kuzvibata, uye vakanga vachitya kumubvunza pamusoro pazvo.

Ruka 9

Ruka 9:35-48