Ruka 9:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe murume akanga ari pakati pavanhu vazhinji akadanidzira achiti, “Mudzidzisi, ndokukumbirai kuti muonewo mwanakomana wangu, nokuti ndiye oga mwana wangu.

Ruka 9

Ruka 9:28-40