Ruka 9:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro navaaiva navo vakanga vava kubatwa nehope, asi vakati vanyatsomuka, vakaona kubwinya kwake uye varume vaviri vamire naye.

Ruka 9

Ruka 9:27-38