Ruka 9:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva angasvika masere akati apera, shure kwokunge Jesu ataura izvozvo, akatora Petro naJohani naJakobho pamwe chete naye akakwira mugomo kundonyengetera.

Ruka 9

Ruka 9:23-29