Ruka 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akanyara pamusoro pangu namashoko angu, Mwanakomana woMunhu achanyarawo pamusoro pake paanouya mukubwinya nomukubwinya kwaBaba nokwavatumwa vatsvene.

Ruka 9

Ruka 9:16-32