Ruka 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatizve, “Mwanakomana woMunhu anofanira kutambudzika pazvinhu zvizhinji agorambwa navakuru, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, uye anofanira kuurayiwa agomuka pazuva retatu.”

Ruka 9

Ruka 9:12-25