Ruka 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati atora zvingwa zvishanu nehove mbiri akatarisa kudenga, akavonga ndokuzvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi kuti vaise pamberi pavanhu.

Ruka 9

Ruka 9:11-24