Ruka 9:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti pakanga pane varume vangasvika zviuru zvishanu.Asi iye akati kuvadzidzi vake, “Vagarisei pasi vari mumapoka avanhu vangasvika makumi mashanu paboka rimwe nerimwe.”

Ruka 9

Ruka 9:10-19