Ruka 8:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya wake wakadzokera maari, pakarepo akasimuka. Ipapo Jesu akavarayira kuti vamupe zvokudya.

Ruka 8

Ruka 8:47-56