Ruka 8:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyi, vanhu vose vainge vachiungudza uye vachimuchema. Jesu akati, “Nyararai kuchema. Haana kufa asi avete.”

Ruka 8

Ruka 8:44-53