Ruka 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Murimi akabuda kundokusha mbeu yake. Paakanga achikusha mbeu, imwe yakawira munzira, ikatsikwa-tsikwa uye shiri dzedenga dzikaidya.

Ruka 8

Ruka 8:2-10