Ruka 8:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Dzokera kumba kwako undotaura kuti Mwari akuitira zvinhu zvakadaro sei.” Saka munhu uyu akaenda akandotaura muguta rose zvinhu zvikuru zvaakanga aitirwa naJesu.

Ruka 8

Ruka 8:37-41