Ruka 8:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanhu vose vomunyika yeGerasa vakakumbira Jesu kuti abve kwavari, nokuti vakanga vabatwa nokutya. Saka akapinda mugwa akaenda.

Ruka 8

Ruka 8:34-46