Ruka 8:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vanhu vakabuda kunoona zvakanga zvaitika. Vakati vasvika kuna Jesu vakawana munhu akanga abuda madhimoni maari, agere pamakumbo aJesu, apfeka uye ava munhu kwaye, vakatya.

Ruka 8

Ruka 8:25-39