Ruka 8:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?”Akapindura akati, “Regioni” nokuti madhimoni mazhinji akanga apinda maari.

Ruka 8

Ruka 8:26-37