Ruka 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joana mukadzi waKuza, mutariri weimba yaHerodhi Suzana, navamwe vazhinji. Vakadzi ava vaivabatsira nokuvatsigira nezvavaiva nazvo.

Ruka 8

Ruka 8:1-8