Ruka 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mai vaJesu navanun'una vake vakauya kuzomuona, asi vakanga vasingagoni kuswedera pedyo naye nokuda kwavanhu vazhinji.

Ruka 8

Ruka 8:9-26