Ruka 8:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hakuna munhu anotungidza mwenje obva auvanza pasi pedengu kana kuuisa pasi pomubhedha. Asi, anouisa pamusoro pechigadziko, kuitira kuti vose vanopinda vavhenekerwe.

Ruka 8

Ruka 8:14-23