Ruka 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Kuziva zvakavanzika zvoumambo hwaMwari kwakapiwa kwamuri, asi kuna vamwe, ndinotaura nomufananidzo kuitira kuti,“ ‘kunyange vachitarira, varege kuona;kunyange vachinzwa, varege kunzwisisa.’

Ruka 8

Ruka 8:9-16