Ruka 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati anzwa izvi, akashamiswa kwazvo naye, akatendeukira kuvanhu vazhinji vaimutevera akati, “Ndinoti kwamuri, handina kumboona kutenda kwakadai kunyange muIsraeri.”

Ruka 7

Ruka 7:1-18