Ruka 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga asiri kure nomusha pakatumwa shamwari nomukuru wezana kuti dzindoti kwaari,“Ishe, musazvinetsa zvenyu, nokuti handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu.

Ruka 7

Ruka 7:1-13