Ruka 7:49-50 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

49. Vamwe vakanga vakokwa vakatanga pakati pavo kuti, “Ndianiko anoti kunyange nezvivi anokanganwira?”

50. Jesu akati kumukadzi, “Kutenda kwako kwakuponesa; chienda norugare.”

Ruka 7