Ruka 7:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana Womunhu akauya achidya uye achinwa, imi mukati, ‘Houno munhu wamadyo uye chidhakwa, shamwari yavateresi navatadzi.’

Ruka 7

Ruka 7:28-43