Ruka 7:31-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. “Zvino, ndingafananidza rudzi rwakadai neiko? Vakafanana neiko?

32. Vakaita savana vagere pamusika vachidanidzira kuno mumwe nomumwe wavo vachiti:“ ‘Takakuridzirai hwamanda,asi hamuna kutamba;takaimba rwiyo rworufu,uye hamuna kuchema.’

33. Nokuti Johani Mubhabhatidzi akauya asingadyi chingwa uye asinganwi waini, imi mukati, ‘Ane dhimoni.’

Ruka 7